Aller au contenu principal
Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush

Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush

iRobot

iRobot et 2 autres contributeurs

Dernière mise à jour le March 26, 2014

Aucune estimation
Modérée

Tevedzera gwaro rino rekurayira kubvisa musoro nemubato wepombi kuti ugadzirwe kana kutsiviwa.

Iva nechokwadi kuti ushandise vanhu vaviri kana kupfuura kana uchitevedza gwaro rino rekurayira kuti udzivirire kukuvara, nekuti musoro wepombi unogona kurema.

  1. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush, Head and Handle (Shona): étape 1, image 1 de 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush, Head and Handle (Shona): étape 1, image 2 de 2
    • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

    • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

  2. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 2, image 1 de 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 2, image 2 de 2
    • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

  3. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 3, image 1 de 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 3, image 2 de 2
    • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

  4. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 4, image 1 de 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 4, image 2 de 2
    • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

  5. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 5, image 1 de 3 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 5, image 2 de 3 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 5, image 3 de 3
    • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

    • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

    • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

  6. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: étape 6, image 1 de 1
    • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

Conclusion

Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

Membre depuis le 09/24/09

1 Réputation

636 tutoriels rédigés

0 commentaires

Ajouter un commentaire

Nombre de vues :

Dernières 24 heures : 0

7 derniers jours : 0

30 derniers jours : 2

Total : 162